Chinono chine ingwe bere rinodya richifamba
Chinono chine ingwe bere rinodya richifamba.
English Direct Translation
The leopard is cautiously slow (but) the hyena eats while walking.
Variants
- a) Chinono chine ingwe tika rakadya richifamba.(tika: hyena) (M)
SHONA EXPLANATION
Munhu achiita chinhu ngaakurumidze nacho nokuti kunonoka kungangokotizera zvinhu zvizhinji zvingamutadzisa kuchipedzisa.
ENGLISH EXPLANATION
When something has to be done it should be done without delay. ‘He who hesitates is lost’. This proverb may be applied to a hesitant suitor. If he wants to court a girl he must not waste time, or else some other fellow will get in first.
.

Recent Comments