Kunzi musikana kana kuti mukomana ari apa kudya

Kunzi musikana kana kuti mukomana ari apa kudya.
English Direct Translation
One is (comes to be) called a girl or a boy if one is (properly) fed.
Variants
- Kunzi munhu ari apa kudya.
SHONA EXPLANATION
Munhu wose anofanira kuziva kuti kudya ndiko kunopa upenyu, nokudaro akafanira kusevenza kuti awane zvokudya.
ENGLISH EXPLANATION
Obviously, people only grow up if they eat. Therefore we must always work hard in order to have sufficient food. The proverb may be quoted as an incentive for lazy people to work harder to make a better living.
Recent Comments