Kushaya mano kwomusikana kukungira sadza chibhakira

Kushaya mano kwomusikana kukungira sadza chibhakira
English Direct Translation
It is unwise for a girl to threaten to fight (despise) sadza with her fist.
Variants
Kushaya nzero kwemhandara kupfumbira sadza chibhakira.
Shona Explanation
Pamwe munhu wechidiki anodadira chinhu chinomubatsira капа achichiona chiripo asingazivi kuti anogona kuzochishaya paupenyu hwake huchauya.
English Explanation
Young people often despise or squander those things which are most essential for their future livelihood
Recent Comments