Nzou haikarari ina makaka.
Nzou haikarari ina makaka.
English Direct Translation
An elephant with calves does not cough up phlegm.
Variants
- Imbwa ine hona / haihukuri.
(A dog with a bone (in his mouth) does not bark.)
SHONA EXPLANATION
Munhu anenge ane chinhu chaanoziva kuti angangorasiki- rwa nacho haatauri zvakawanda. Mai vane rusvava havada- vidzani kana kutukana nomuroyi, vanosarudza kunyarara zvavo pane kuti mwana wavo agoroyiwa.
ENGLISH EXPLANATION
One who is holding a treasure does not expose it to danger. He is afraid of losing it in one way or another.
Recent Comments