Rega kubvunza nyama kuti ndeyokugocha iwe muto uchiuona

Spread the love

Rega kubvunza nyama kuti ndeyokugocha iwe muto uchiuona.

English Direct Translation 

Do not ask whether the meat is roasted when you see it is in the gravy.

Shona Explanation 

Kunenge kuri kusafunga zvakanaka kana munhu achibvunza kuti chinhu chaitika sei iye achinyatsoona chinenge chakonzera kuitika kwacho. Zvinganyadza kana munhu akabvunza kuti, ‘Pane rufu here pano?’ iye achiona vanhu vachichema vari paguva.

English Explanation 

It displays a person’s foolishness when he enquires about things which are self-evident at a glance. When death has occurred, no sensible and decent person will ask, ‘What is the newly-made grave for?’

You may also like...

Add your first comment to this post

>