Tagged: Shava Mufakose

2

Shava Mufakose

Maita Shava,
Maita Mufakose, vokwaNyamhangambiri.
Maita Chidavarume,
Vanotokundwa pakusakura,
Pavakadzi pasina anovakunda.

>