Urombo hwamatede kuniwa nemvura makurwe ari mumhatso

Spread the love

Urombo hwamatede kuniwa nemvura makurwe ari mumhatso.

English Direct Translation

It is the misfortune of baboons to get soaked with rain while the crickets are in the huts.

SHONA EXPLANATION

Ruzhinji vaya vanhu vanotaridzika sevakachenjera ndivo vanokundikana papfungwa dzezvoupenyu hwavo. Vaya vasingafungidzirwi kuti vangaita zvinobudirira ndivo vanoita zvinhu zvinogona kuvabatsira pakurarama.

ENGLISH EXPLANATION

In many cases the cleverest people fail in everyday life while the average person knows how to look after himself.

You may also like...

Add your first comment to this post

>